Rima: Kusiyanisana kwezvidzokororo
Mataridziko
Content deleted Content added
Created page with "Rima, dima kana mhindo (darkness) apa kureva kushayikwa kwechiedza kunosaka kunze kusvipe. Rima rinoonekwa kana zuva radoka kusisina chiedza kana kuti zu..." |
No edit summary |
||
| Mutsetse 4: | Mutsetse 4: | ||
*Kudyira sadza mu[[rima|dima]] rimwe zuva uchadyiswa negudo. |
*Kudyira sadza mu[[rima|dima]] rimwe zuva uchadyiswa negudo. |
||
==Mazita== |
|||
*[[Muzamhindo]] izita remhuri. |
*[[Muzamhindo]] izita remhuri. |
||
==Mitauro yeBantu== |
|||
*Va[[Fwe]] vanoti '''kansikwe''' (darkness) kureva [[rima]]. |
|||
[[Category:Dzidzo]] |
[[Category:Dzidzo]] |
||
Dzokororo sekubva 18:12, 8 Chikumi 2019
Rima, dima kana mhindo (darkness) apa kureva kushayikwa kwechiedza kunosaka kunze kusvipe. Rima rinoonekwa kana zuva radoka kusisina chiedza kana kuti zuva radzikatirwa nemwedzi.
Tsumo
- Kudyira sadza mudima rimwe zuva uchadyiswa negudo.
Mazita
- Muzamhindo izita remhuri.